Skip to content
- Mwana anowetera mumachira munoenda pachuru chine mwena oitira weti mukati majuru paanongovaka neweti inobva yavhara.
- Rurebvu rwechibage kunyika kana kuboiller mopota muchipa mvura yacho
- Kunyika zviyo zvogara 3 days zvatswuka momupa omwa 3 days apedza onorasira kumarara achitaura kuti handicha zvekuwetera mumachira ngazvisare pano
- Kuisa sadza panorarira huku rorarapo mozotora mangwana kuseni mogocha momupa
- Kutora nyama moisa pasi pemachira ake mozotora kuseni mogocha momupa
- Kunyika matoto ejongwe momumwisa mvura yacho zvose zvinoshanda kuganhura kuwetera mumachira.