- Wakazvarwa nemumwe munhu
2. Zita rako chairo wakapiwa nemumwe munhu.
3.Kugeza kwako kwekutanga wagezeswa nemumwe munhu.
- Chikoro wakadzidziswa nemumwe munhu
5.Mari yako kana yepay unopuwa nemumwe munhu.
6.Rukudzo kunzi unzi vanhingi, mumwe munhu.
7.kugeza kwako kwekupedzisira uchagezeswa nemumwe munhu.
8.Rufu rwako rwuchaitwa nekugadzirirwa nemumwe munhu
- Kumakuva uchatakurwa nemumwe munhu.
10. Zvawasiya zvichagoverwa mumwe munhu
Saka usafunga kuti runako ,basa , mari yako nezvauri zvine chisina kuitwa nehama yako kana mutorwa.
Usadada, kuvenga ,godo kana kuzvikudza nokuti zvese zvauri zvakaitwa nemumwe munhu.
Tenda Mwari atibatsire hama tigare nevamwe zvakanaka murudo murunyararo.